La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 2:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Saka akaruka tyava yerwodzi, akadzinga vose kubva panzvimbo yetemberi, zvose makwai nemombe; akarasa kwose kwose mari yavakanga vachitsinhana, uye akapidigura tafura dzavo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akaruka tyaʋa yorwonzi, akaɓuɗisa mutembere makwai neŋombe ɀose; akaparadza mari yaʋaitsinhanha, nokuwisa matafura aʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akaruka tyava yorwonzi, akabudisa mutemberi makwai nemombe zvose; akaparadza mari yavaitsinhanha, nokuwisa matafura avo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Akaita tyava nemikosi akadzingira vose kunze kweTemberi, pamwechete nehwai nemombe. Akawodzvorera pasi mari chena yavaitengeserana mari nokupidigurira pasi mateburu avo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Akaita tyava nemikosi akadzingira vose kunze kweTemberi, pamwechete nehwai nemombe. Akawodzvorera pasi mari chena yavaitengeserana mari nokupidigurira pasi mateburu avo.

Ver Capítulo Copiar




Johane 2:15

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios