Johane 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Pasika yavaJudha yakati yava pedyo, Jesu akakwira kuJerusarema. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo; ɀino Jesu akakwira Jerusarema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Ver Capítulo |