La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 1:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 vana vasina kuberekwa neropa kana nokufunga kwomunhu kana nokuda kwomurume, asi vakaberekwa naMwari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari.

Ver Capítulo Copiar




Johane 1:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios