Joere 3:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi Ijipiti ichava dongo, Edhomu ichava gwenga risina basa, nokuda kwokurwiswa kwakaitwa vanhu veJudha, vakateura ropa risina mhosva munyika yavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Egipita ricaʋa ɗoŋgo, ʋuye Edomi ricaʋa renje rakaparadzwa, nemhaka yesimba rakaitirwa ʋana ʋaJuda, ɀaʋakateʋura ropa risinemhoȿa panyika yaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Ijipiti richava dongo, uye Edhomu richava renje rakaparadzwa, nemhaka yesimba rakaitirwa vana vaJudha, zvavakateura ropa risina mhosva panyika yavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ijipiti ichava renje zvaro Edhomu ichiva renje risina chinhu kutsivawo utsinye hwakaitwa kuvanhu vokwaJudha nokuti vakadeura ropa risina mhosva munyika yavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ijipiti ichava renje zvaro Edhomu ichiva renje risina chinhu kutsivawo utsinye hwakaitwa kuvanhu vokwaJudha nokuti vakadeura ropa risina mhosva munyika yavo. Ver Capítulo |