Joere 2:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Musatya, imi mhuka dzesango, nokuti mafuro ava kusvibira. Miti yava kubereka michero yayo; mionde nemizambiringa zvichabereka kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Regai kutya, imi mhuka dzesaŋgo; nokuti mafuro erenje anoɓukira, nokuti miti inoɓereka ɀiɓereko ɀayo, miʋonde nemizambiriŋga ɀinoʋigira ʋanhu simba raɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Regai kutya, imi mhuka dzesango; nokuti mafuro erenje anobukira, nokuti miti inobereka zvibereko zvayo, mionde nemizambiringa zvinovigira vanhu simba razvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. Ver Capítulo |