Genesi 9:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akatiwo, “Ngaakudzwe Jehovha, Mwari waShemu! Kenani ngaave muranda waShemu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akati: Jehova Mŋari waShemi ŋgaakudzwe, Kanani ŋgaaʋe muranda wake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200226 Akati, “Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu. Ver Capítulo |