La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 9:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ndiri kusimbisa sungano yangu newe: Zvipenyu zvose hazvichatongoparadzwizve nemvura yamafashamu; hakuchatongovizve namafashamu okuti aparadze nyika.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndicaita suŋgano yaŋgu nemi; ɀose ɀenyama haɀiŋgazopedzwi ɀe nemvura zhinji: mvura zhinji haiŋgazoʋi’po ɀe kuti iparadze nyika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ndichaita sungano yangu nemi; zvose zvenyama hazvingazopedzwizve nemvura zhinji: mvura zhinji haingazovepozve kuti iparadze nyika.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 9:11

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios