La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 8:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Pazuva rokutanga romwedzi wokutanga wegore ramazana matanhatu nerimwe aNoa, mvura yakanga yapwa panyika. Ipapo Noa akabvisa chifukidziro cheareka akaona kuti pamusoro penyika pakanga paoma.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Pagore ramazana matanhatu nerimŋe, pamŋedzi wokutaŋga, nomusi wokutaŋga womŋedzi, mvura yakaŋga yapxa panyika; ipapo Noa akabvisa ɗeŋga reareka, akatarira, ʋonei pasi pose pawoma.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Pagore ramazana matanhatu nerimwe, pamwedzi wokutanga, nomusi wokutanga womwedzi, mvura yakanga yapwa panyika; ipapo Noa akabvisa denga reareka, akatarira, onei pasi pose paoma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Pazuva rokutanga, mumwedzi wokutanga wegore rechimazana matanhatu ane gore rimwechete raNowa rokuberekwa, mvura yakanga yapwa panyika. Nowa akabvisa denga rengarava akaona kuti mvura yakanga yapwa panyika uye pakaoma pava kutoonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Pazuva rokutanga, mumwedzi wokutanga wegore rechimazana matanhatu ane gore rimwechete raNowa rokuberekwa, mvura yakanga yapwa panyika. Nowa akabvisa denga rengarava akaona kuti mvura yakanga yapwa panyika uye pakaoma pava kutoonekwa.

Ver Capítulo Copiar

Genesi 8:13

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios