Genesi 7:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mvura zhinji yakasimuka uye ikawanda zvikuru panyika, uye areka ikayangarara pamusoro pemvura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mvura ikakwirira, ikawanda kwaɀo panyika, areka ikafamba pamsoro pemvura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. Ver Capítulo |