Genesi 50:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Imi makafunga kundiitira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuita zvakanaka kuti apedzise zviri kuitwa iye zvino, iko kuponeswa kwemweya mizhinji. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Ver Capítulo |