Genesi 5:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Mushure mokunge Noa ava namakore okuberekwa mazana mashanu, akabereka Shemu, Hamu naJafeti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Noa wakaŋga anamakore anamazana mashanu; Noa akaɓereka Shemi, naHami, naJafeti. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. Ver Capítulo |