Genesi 5:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mushure mokuberekwa kwaNoa, Rameki akararama kwamakore mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Shure kwokuɓerekwa kwaNoa, Rameki akagara makore anamazana mashanu namakumi mapfumbamŋe namashanu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Shure kwokuberekwa kwaNoa, Rameki akagara makore ana mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu; akabereka vanakomana navanasikana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu. Ver Capítulo |