La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Mazuʋa ose aMetusara akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namapfumbamŋe, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, akafa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:27

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios