Genesi 5:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pamwe chete, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 mazuʋa ose aMaharareri akaŋga ari makore anamazana masere namakumi mapfumbamŋe namashanu, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 mazuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake. Ver Capítulo |