Genesi 5:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kenani akati ararama kwamakore makumi manomwe, akabereka Maharareri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kenani wakagara makore makumi manomŋe, akaɓereka Maharareri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Kenani wakagara makore makumi manomwe, akabereka Maharareri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Ver Capítulo |