Genesi 49:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Judha, hama dzako dzichakurumbidza; ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako; vanakomana vababa vako vachakotama kwauri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iwe Juda, ucarumbidzwa nehama dzako; Ruʋoko rwako rucaʋa pamitsipa yaʋaʋeŋgi ʋako, Ʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋacakotamira pamberi pako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Iwe Judha, ucharumbidzwa nehama dzako; Ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako, Vana vababa vako vachakotamira pamberi pako. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Ver Capítulo |