Genesi 49:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ngandirege kupinda parangano yavo, ngandirege kuva paungano yavo, nokuti vakauraya vanhu mukutsamwa kwavo uye vakagura marunda enzombe sezvavaida. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋeya waŋgu, rega kupinda pakuraŋgana kwaʋo, Kukudzwa kwaŋgu, rega kusoŋganiswa neʋuŋgano dzaʋo; Nokuti pakutsamŋa kwaʋo ʋakaʋuraya ʋanhu, Nokuɗa kwaʋo ʋakagura marunda eŋombe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Mweya wangu, rega kupinda pakurangana kwavo. Kukudzwa kwangu, rega kusanganiswa neungano dzavo; Nokuti pakutsamwa kwavo vakauraya vanhu, Nokuda kwavo vakagura marunda emombe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Ver Capítulo |