La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 49:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “Gadhi acharohwa neboka ravapambi, asi achavarova pazvitsitsinho zvavo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Gadi ucaʋambga nehondo, Asi iye ucaʋaʋamba paɀitsitsinho ɀaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Gadhi achavambwa nehondo, Asi iye achavavamba pazvitsitsinho zvavo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 “Gadhi acharwiswa namagandanga, asi iye achatsikirirana nawo kutevera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 “Gadhi acharwiswa namagandanga, asi iye achatsikirirana nawo kutevera.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 49:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios