La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 48:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pandakanga ndichibva kuPadhani, ndakasuwa nokuti Rakeri akafira munyika yeKenani patakanga tichiri munzira, nhambwe pfupi kubva kuEfurati. Saka ndakamuviga ipapo parutivi rwomugwagwa unoenda kuEfurati” (ndiro Bheterehema).

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana ndirini, pakubva kwaŋgu paPadani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKanani munzira ndaȿika pedyo neEfrati, ndikamuʋiga’po panzira inoenda Efrati (rimŋe zita ndiBetrehema).

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana ndirini, pakubva kwangu paPadhani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKenani munzira ndasvika pedyo neEfurata, ndikamuvigapo panzira inoenda Efurata (rimwe zita ndiBheterehemu).”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 48:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios