Genesi 48:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye akati kwandiri, ‘Ndichakuita kuti ubereke vana uye ndichaita kuti muwande. Ndichakuita vanhu vazhinji, uye ndichakupa nyika ino kuti ive yako nokuzvizvarwa zvako nokusingaperi.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akati kwandiri: Tarira, ndicakuɓerekesa, ndicakuwanza, ndicakuita ndudzi zhinji; ndicapa ʋana ʋako ʋanokuteʋera nyika ino, iʋe yaʋo nokusiŋgaperi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 akati kwandiri, ‘Tarira, ndichakuberekesa, ndichakuwanza, ndichakuita ndudzi zhinji; ndichapa vana vako vanokutevera nyika ino, ive yavo nokusingaperi.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akanditiwo, ‘Ndichakupa vana vazhinji, ndigokuitai kuti muwande zvokuita madzinza namadzina avanhu. Ndichapa zvizvarwa zvako zvichauya nyika ino kuti ive yavo nokusingaperi.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akanditiwo, ‘Ndichakupa vana vazhinji, ndigokuitai kuti muwande zvokuita madzinza namadzina avanhu. Ndichapa zvizvarwa zvako zvichauya nyika ino kuti ive yavo nokusingaperi.’ Ver Capítulo |