La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 48:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Josefa paakaona baba vake vachiisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu haana kufadzwa nazvo; saka akabata ruoko rwababa vake kuti arubvise pamusoro waEfuremu aruise pamusoro waManase.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Josefa wakati aciʋona kuti ɓaɓa ʋake ʋaisa ruʋoko rwaʋo rworudyi pamusoro waEfraimi, haɀina‐kumufadza, akaɓata ruʋoko rwaɓaɓa ʋake, kuti arubvise pamusoro waEfraimi, aruise pamusoro waManase.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Josefa akati achiona kuti baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza, akabata ruoko rwababa vake, kuti arubvise pamusoro waEfuremu, aruise pamusoro waManase.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Josefi paakaona baba vake vaisa ruoko rwavo rworudyi pamusoro waEfuremu, hazvina kumufadza. Akabata ruoko rwababa vake achida kurubvisa pamusoro waEfuremu kuti aruise pamusoro waManase

Ver Capítulo Copiar




Genesi 48:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios