La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 48:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino meso aIsraeri akanga aneta nokuda kwokukwegura, uye akanga asisagoni kuona zvakanaka. Saka Josefa akauya navanakomana vake pedyo naye, baba vake vakavatsvoda uye vakavambundikira.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino meso aIsraeri akaŋga oʋona madzerere nokukwegura, wakaŋga asicagoni kuʋona. Akaʋasweɗedza kwaʋari, Israeri akaʋaȿeta, akaʋambundikira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino meso aIsiraeri akanga oona madzerere nokukwegura, akanga asisagoni kuona. Akavaswededza kwavari, Isiraeri akatsvoda, akavambundikira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Meso aIsiraeri akange oonera madzerere asisaone zvakanaka nokuti akanga akwegura. Josefi akaswededza vana vake pana baba vake. Jakobho akavatsvoda achivafungatira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Meso aIsiraeri akange oonera madzerere asisaone zvakanaka nokuti akanga akwegura. Josefi akaswededza vana vake pana baba vake. Jakobho akavatsvoda achivafungatira.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 48:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios