Genesi 48:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo Josefa wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, ɓaɓa ʋako ʋanorwara; iye akatora ʋanakomana ʋake ʋaʋiri, Manase naEfraimi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa, zvichinzi, “Tarira, baba vako vanorwara;” iye akatora vanakomana vake vaviri, Manase naEfuremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti kwati perei chinguva Josefi akaudzwa kuti baba vake varwara, nokudaro akaendako navanakomana vake vaviri Manase naEfuremu. Ver Capítulo |