Genesi 47:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvino vaIsraeri vakagara muIjipiti mudunhu reGosheni. Vakawana pfuma ikoko, vakabereka vana uye vakawanda zvikuru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋaIsraeri ʋakagara panyika yeEgipita, panyika yeGosheni, ʋakaɀiwanira fuma’mo, ʋakaɓereka ʋana, ʋakawanda kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200227 Zvino vaIsiraeri vakagara panyika yeIjipiti, panyika yeGosheni, vakazviwanira pfuma imomo, vakabereka vana, vakawanda kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 VaIsiraeri vakagara munyika yeIjipiti mudunhu reGosheni, mhuri yavo yakawana upfumi huzhinji varimo, vakabereka vana vakawanda kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona27 VaIsiraeri vakagara munyika yeIjipiti mudunhu reGosheni, mhuri yavo yakawana upfumi huzhinji varimo, vakabereka vana vakawanda kwazvo. Ver Capítulo |