Genesi 47:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mari yavanhu veIjipiti nevokuKenani yakati yapera, vanhu veIjipiti yose vakauya kuna Josefa vakati, “Tipei zvokudya. Tofireiko pamberi penyu? Mari yedu yapera.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mari yose yakati yapera munyika yeEgipita, napanyika yeKanani, ʋaEgipita ʋose ʋakaʋuya kunaJosefa, ʋakati: Tipei ɀokudya, nokuti tiŋgafa seiko pamberi penyu — Nokuti mari yapera. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Mari yose yakati yapera munyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefa, vakati, “Tipei zvokudya, nokuti tingafa seiko pamberi penyu? Nokuti mari yapera.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kuzoti vanhu vomuIjipiti nevemuKanani vapererwa nemari, vaIjipiti vose vakauya kuna Josefi vakati, “Tipeiwo zvokudya, mari yedu yapera. Tofa here imi makatarisa?” Ver Capítulo |