Genesi 47:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro, kwakanga kusina zvokudya munyika yose nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzakaziya nokuda kwenzara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino pakaŋga pasineɀokudya panyika yose, nokuti nzara yakaŋga iri huru, nyika yeEgipita nenyika yeKanani dzikaziya nenzara. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Zvino pakanga pasina zvokudya panyika yose, nokuti nzara yakanga iri huru, nyika yeIjipiti nenyika yeKenani dzikaziya nenzara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino munyika yose makanga musisina zvokudya nokuti nzara yakanga yazotsviriridza kwazvo. Nyika yeIjipiti nenyika yeKanani dzakanga dzapera nenzara. Ver Capítulo |