La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 46:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Jakobho akabva paBheerishebha, uye vanakomana vaIsraeri vakatora baba vavo Jakobho navana vavo navakadzi vavo vakavakwidza mungoro dzakanga dzatumirwa naFaro kuti dzivatakure.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Jakobo akasimuka, akabva Beeri‐sheba; ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakatakura Jakobo, ɓaɓa ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, neŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naFarao kuti dziʋatakure.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana vaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jakobho akabva kuBheerishebha ndokupinda munzira. Vana vaJakobho vakakwidza baba wavo pamwechete namadzimai avo navana vavo mungoro dzakanga dzatumirwa naFarao kundovatakura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jakobho akabva kuBheerishebha ndokupinda munzira. Vana vaJakobho vakakwidza baba wavo pamwechete namadzimai avo navana vavo mungoro dzakanga dzatumirwa naFarao kundovatakura.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 46:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios