La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 46:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 46:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios