Genesi 46:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vanhu ava vafudzi; vanochengeta zvipfuwo, uye vauya namakwai avo nemombe dzavo nezvose zvavanazvo.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 ʋarume aʋa ʋafudzi, nokuti ʋaipfuwa ɀipfuwo; ʋaʋuya namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 varume ava vafudzi, nokuti vaipfuwa zvipfuwo; vauya namakwai avo, nemombe dzavo, nezvose zvavanazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Basa rehama dzangu idzodzo nderokupfuwa zvipfuwo. Zvino vauya nemombe nezvimwe zvipfuwo zvavo nezvose zvavaiva nazvo. Ver Capítulo |