Genesi 45:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti pava namakore maviri zvino nzara yava munyika, uye makore mashanu ari kutevera kuchange kusingarimwi kana kukohwewa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ɀino aʋa makore maʋiri enzara panyika ino; mamŋe makore mashanu aci’ko, aʋasiŋgazorimi nokukohwa nawo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti zvino ava makore maviri enzara panyika ino; mamwe makore mashanu achiko, avasingazorimi nokukohwa nawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvozvi tava mugore rechipiri renzara, asi kwasara mamwe makore mashanu achange asina munhu anozorima kana kukohwa. Ver Capítulo |