La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 45:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Uye vakati kwavari, “Josefa mupenyu! Uye ndiye mutongi weIjipiti yose.” Jakobho akati rukutu; haana kuvatenda.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋakaʋaʋudza, ʋakati: Josefa uciri mupenyu; ndiye muɓati wenyika yose yeEgipita. Ipapo mŋoyo waʋo wakati rukutu, nokuti haʋana‐kutenda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 45:26

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios