La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 45:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ipapo akaendesa hama dzake uye pavakanga voenda akati kwavari, “Musakakavadzana munzira!”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino akatendera ʋana ʋaɓaɓa ʋake kuenda, ʋakabva; akati kwaʋari: Cenjerai, musatukana munzira.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino akatendera vana vababa vake kuenda, vakabva; akati kwavari, “Chenjerai, musatukana munzira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Josefi akaonekana nehama dzake, asi pavakasimuka akavati, “Regai kukakavadzana munzira.”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 45:24

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios