La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 44:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Kana mukanditorera iyeyuwo uye kana zvakaipa zvikamuwira, muchaendesa musoro wangu wachena kuguva mukusuwa.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 kana mukanditorera noyuyu ʋo, akawirwa nenjodzi, mucaɓurusira vudzi raŋgu jena kubgiro nokucema.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 kana mukanditorera nouyuwo, akawirwa nenjodzi, muchaburutsira vhudzi rangu jena kuhwiro nokuchema.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Zvino kana mukanditorera zvakare Bhenjamini, kana akawana chinomuwana munenge maita kuti ini ndachena musoro ndisvike pakufa ndiine shungu mumwoyo.’

Ver Capítulo Copiar




Genesi 44:29

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios