Genesi 44:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi imi makati kuvaranda venyu, ‘Kunze kwokunge mauya nomununʼuna wenyu gotwe, hamungazooni chiso changu.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino makati kuʋaranda ʋenyu: Kana munuŋuna wenyu worugotwe asiŋgaɓuruki nemi, hamuŋgaʋoni ɀe ciso caŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Zvino makati kuvaranda venyu, ‘Kana mun'una wenyu worugotwe asingaburuki nemi, hamungaonizve chiso changu.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ Ver Capítulo |