Genesi 43:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana mukaendesa mununʼuna wedu nesu, tichaenda kundokutengerai zvokudya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana mukatuma munuŋuna weɗu nesu, ticaɓuruka, kundoteŋga ɀokudya; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Kana mukatuma mun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Ver Capítulo |