La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 43:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Asi Judha akati kwavari, “Murume uya akatiyambira kwazvo akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge mununʼuna wenyu auya nemi.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Juda akataura naʋo, akati: Murume uya wakatinyeʋera kwaɀo, akati: Hamuŋgatoŋgoʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Judha akataura navo, akati, “Murume uya akatinyevera kwazvo, akati, ‘Hamungatongooni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Asi Judha akavati, “Murume wacho akatikohomedza kuti, ‘Handidi kana kumbokuonai pano pandiri kana musina munun'una wenyu.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Asi Judha akavati, “Murume wacho akatikohomedza kuti, ‘Handidi kana kumbokuonai pano pandiri kana musina munun'una wenyu.’

Ver Capítulo Copiar




Genesi 43:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios