Genesi 43:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakati kwaari, “Tapota ishe, takauya kuno panguva yokutanga kuti tizotenga zvokudya. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋakati: Haiwa, ishe weɗu, ɀirokwaɀo paŋguʋa yokutaŋga takaɓuruka kuzoteŋga ɀokudya; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 vakati, “Haiwa, ishe wedu, zvirokwazvo panguva yokutanga takaburuka kuzotenga zvokudya; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakati, “Tapota changamire, takambouya kuno kuzotenga zvokudya Ver Capítulo |