Genesi 4:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romununʼuna wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Ver Capítulo |