Genesi 4:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Adhamu akarara nomukadzi wake Evha, uye akava nemimba akabereka Kaini. Akati, “Norubatsiro rwaJehovha, ndabereka murume.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Adama wakaziʋa mukadzi wake Eva; iye ndokutora mimba, akapona Kaini, akati: Ndawana munhu, ndiciɓatsirwa naJehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Adhamu wakaziva mukadzi wake Evha; iye ndokutora mimba, akapona Kaini, akati, “Ndawana munhu, ndichibatsirwa naJehovha.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Adhamu akaziva mukadzi wake Evha. Evha akabva ava napamuviri akabereka mwana mukomana, Kaini. Akati, “Ndabatsirwa naTenzi kuwana mumwe munhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Adhamu akaziva mukadzi wake Evha. Evha akabva ava napamuviri akabereka mwana mukomana, Kaini. Akati, “Ndabatsirwa naTenzi kuwana mumwe munhu.” Ver Capítulo |