Genesi 3:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Eva; nokuti ndiye mai ʋaʋapenyu ʋose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Evha; nokuti ndiye mai vavapenyu vose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose. Ver Capítulo |