Genesi 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino Jehovha Mwari akanga adyara bindu kumabvazuva, muEdheni; uye akaisa munhu waakanga aumba imomo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova Mŋari akasima munda muEdeni, kumabvazuʋa, akaisa’po munhu waakaŋga aʋumba. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha Mwari akasima munda muEdheni, kumabvazuva, akaisapo munhu aakanga aumba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari Tenzi akasima bindu muEdheni kumabvazuva ndokuisamo munhu waakanga aumba. Ver Capítulo |