Genesi 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Iyi ndiyo rondedzero yamatenga nenyika pazvakasikwa. Jehovha Mwari paakaita nyika namatenga, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiko kuʋamba kweɗeŋga nenyika, musi waɀakasikwa: Nezuʋa irero Jehova Mŋari raakasika naro nyika neɗeŋga, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Ndiko kuvamba kwedenga nenyika, musi wazvakasikwa: Nezuva iroro Jehovha Mwari raakasika naro nyika nedenga, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Iyi ndiyo nhoroondo yokusikwa kwakaitwa denga napasi. Mwari Tenzi panguva yaakasika nyika nedenga, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Iyi ndiyo nhoroondo yokusikwa kwakaitwa denga napasi. Mwari Tenzi panguva yaakasika nyika nedenga, Ver Capítulo |