Genesi 2:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Murume akati, “Zvino uyu ibvupa ramapfupa angu nenyama yenyama yangu; achanzi ‘mukadzi’, nokuti akatorwa kubva pamurume.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Munhu akati: Ɀino uyu ifupa ramafupa aŋgu, nenyama yenyama yaŋgu; ucatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Munhu akati, “Zvino uyu ipfupa ramapfupa angu, nenyama yenyama yangu, uchatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.” Ver Capítulo |