Genesi 2:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Ver Capítulo |