Genesi 1:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋari akati: Nɀimbo ŋgaiʋe’po pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Ver Capítulo |