Genesi 1:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri, chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati uye chiedza chiduku kuti chibate ushe usiku. Akaitawo nyeredzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mŋari akaita ɀiedza ɀikuru ɀiʋiri; ciedza cikuru kuti ciɓate ʋushe masikati, neciedza ciɗuku, kuti ciɓate ʋushe ʋusiku, nenyeredzi ʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri; chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati, nechiedza chiduku, kuti chibate ushe usiku, nenyeredziwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi. Ver Capítulo |