Genesi 1:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Ver Capítulo |