Firemoni 1:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye chimwe chinhuzve: Ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti ndichapiwa kwamuri pakupindurwa kweminyengetero yenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ndigadzirire ʋo pokugara, nokuti ndinotarira kuti mucandipiwa ini nokuɗa kwokunyeŋgetera kwenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Asi ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti muchandipiwa ini nokuda kwokunyengetera kwenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chimwezve ndechokuti ndigadzirirewo imba yavaenzi nokuti ndinotarisira kuti, ndichibatsirwa neminamato yenyu, ndichadzorerwa kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chimwezve ndechokuti ndigadzirirewo imba yavaenzi nokuti ndinotarisira kuti, ndichibatsirwa neminamato yenyu, ndichadzorerwa kwamuri. Ver Capítulo |