La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 5:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Mambo akati, “Hamani ngaauye nokuchimbidza, kuti tiite zvinokumbirwa naEsteri.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumabiko akaitwa naEsteri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo mambo akati: Hamani ŋgaacimbidzike, kuti ɀakarebga naEstere ɀiitwe. Naiɀoɀo mambo naHamani ʋakaenda kumafundo akaŋga agadzirwa naEstere.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo mambo akati, “Hamani ngaachimbidzike, kuti zvarehwa naEsiteri zviitwe.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumafundo akanga agadzirwa naEsiteri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Mambo akabva ati, “Kurumidzai kuunza Hamani tigoitirawo Esita zvaari kuda.” Nokudaro mambo naHamani vakasvika kumabiko akanga aitwa naEsita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Mambo akabva ati, “Kurumidzai kuunza Hamani tigoitirawo Esita zvaari kuda.” Nokudaro mambo naHamani vakasvika kumabiko akanga aitwa naEsita.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

5 Ipapo mambo akati, “Hamani ngaachimbidzike, kuti zvarehwa naEsiteri zviitwe.” Naizvozvo mambo naHamani vakaenda kumafundo akanga agadzirwa naEsiteri.

Ver Capítulo Copiar

Estere 5:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios