Estere 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Esteri akanga asina kutaura rudzi rwake nemhuri yake, kana kwaaibva, nokuti Modhekai akanga amurambidza kuita izvozvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Estere wakaŋga asina‐kuʋaziʋisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Mordekai wakaŋga amuraira, kuti arege kuʋaziʋisa iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena. Ver CapítuloShona BIBLE10 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo. Ver Capítulo |